Carling Black Label National Tournament in Bulawayo

By Blessing Ngoni Tauro Nyamushi 09 Nyamavhuvhu 2025,ndirona zuva guwani munyika yeZimbabwe apo vakomana nevasikana vedhokonyo vanobva kundau dzakapaurana dzinoguma makumi matatu nerimwe vachange vachitsatsurana kutsvaga nyanzvi kana kuti shasha dzinozomirira nyika yedu. Zvichireva izvo kuti vose varikutatsurana ishasha dzakasarudzwa. Mutambo uyu uri kutambirwa MuZITF Hall yekutanga. Mutambo uyu urikutambwa uchibva wapera nyamashi uye mibairo…

Read More

Breaking News : Zvemukati zvouraisa ku mutambo wedhokonyo (Pool)

By Blessing Ngoni Tauro Mumutambo wedhokonyo kundau yemugowa rinobva pa Checheche-Chiredzi pane league yepadera irikutambwa inonzi South Eastern Pool Association iyo inezvikwata zvakati wandei zvinokumanidza Greenfuel (Chisumbanje) , Valley (Checheche), Renco mine (Renco), mateam eku Chiredzi anoti Mbiza Mafana, Naught Boys and girls, Titans, LOPA, Lacoste, Sharks,  Mkwasine, Dumpy Nrz, Ghetto Oasis, Triangle, Chigarapasi. Mutambo…

Read More

Manicaland’s Semvumba Arts Shines at Chibuku Neshamwari National Finals

By Fanuel Chinowaita Mutare, 23 July 2025 – Manicaland province proudly secured third place at the 2025 Chibuku Neshamwari Traditional Dance Finals held on Saturday at the Mutare Showgrounds, with local group Semvumba Arts delivering a spirited performance of the Dinhe Dance that captivated the crowd. Representing the host province, Semvumba Arts walked away with…

Read More

Royal Studio Launches Provincial Debate Wars

By Fanuel Chinowaita MUTARE; 15 July 2025 – Royal Studio Africa successfully launched the first-ever Manicaland Provincial Debate Tournament on Friday, hosting the event at Herentals Group of Schools and College in Mutare. The milestone occasion was made possible with the support of Mr. Kucherera and the Herentals College Executive, who provided the venue and…

Read More

INNOCENT GONESE CONQUERS 98TH COMRADES MARATHON DESPITE INJURY SETBACKS

By Fanuel Chinowaita South Africa, June 11, 2025 – Veteran Zimbabwean long distance runner and legal expert Innocent Gonese has once again proven the power of human endurance and resilience after successfully completing the 98th edition of the Comrades Marathon, a punishing 89.98km downrun from Pietermaritzburg to Durban  despite sustaining serious injuries early in the…

Read More