Carling Black Label National Tournament in Bulawayo

By Blessing Ngoni Tauro

Nyamushi 09 Nyamavhuvhu 2025,ndirona zuva guwani munyika yeZimbabwe apo vakomana nevasikana vedhokonyo vanobva kundau dzakapaurana dzinoguma makumi matatu nerimwe vachange vachitsatsurana kutsvaga nyanzvi kana kuti shasha dzinozomirira nyika yedu.

Zvichireva izvo kuti vose varikutatsurana ishasha dzakasarudzwa. Mutambo uyu uri kutambirwa MuZITF Hall yekutanga. Mutambo uyu urikutambwa uchibva wapera nyamashi uye mibairo ichahinwa tichamuronzera ngekuhamba kwemukuwo uye mazina evarikutamba tichamuhina zvakare.

Tapota rambai mwakaemera nekuokera pa Channel ino kuti muzwe zvakawanda.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *